Tuesday, March 1, 2011

Harare!


Ah, to be back in Harare!

Pane chimwe chinhu chiri muzita rinonzi Harare chete. Pane chimwe chinhu chinoita kuti wava muHarare ukanganwe twese twawabva wakaronga kumusha kwako. Pane nyemwe rinongouya, nyemwe rinenge shave reurombe, rinongokuti kwindi waera wati kwiti muHarare... Kana wavaonekana navo (kune imwe nzvimbo)masikati akare iwayo, vanobva vaita sawaive navo gore rakapera... Charles MUNGOSHI,1975.

2 comments:

  1. NDIKO KUPINDANA KWAMAZUVA remains one of the most treasured pieces in my collection. Powerful stuff!

    ReplyDelete
  2. in our life time mungoshi remains one the best authors ever to be produced in this country

    ReplyDelete